×
Sainzi muIslam
chiShona

Sainzi muIslam

Kuverenga: 1,791

Tsanangudzo

Ongorora umwe humboo hunotsigira ruzivo rweSainzi rwakazarurwa muKorani Dzvene mumakore anokwana chiuru chimwechete nemakore mazana mana adarika uye humboo uhwu hwakatanga kuonekwa munguva pfupi yadarika kuburikidza nemishina yakavandudzwa neruzivo rweSainzi. Humboo hweSainzi hwakafanana ne; matangiro ehupenyu, kuumbwa kwemwana mudumbu, mhangura yakatumirwa pasi, rudziviriro rwematenga, denderedzi rezuva … etc zvinonyatsoratidza zviripachena kuti Korani munana wechokwadi kubva kuna Mwari. Munhu anofanira kushandisa njere nepfungwa yaakapuwa naMwari kuti afungisise uye nekugamuchira zviratidzo zvaMwari.
Dhawunirodha PDF

Skena kuti udhawunirodhe

Vhura chinongedzo ichi pachigadzirwa chako kana skena QR kodhi kuti udhawunirodhe bhuku zvakananga.

https://islamic-invitation.com/downloads/science-in-islam_shona.pdf

+